verse
Ndaverenga mikana yamakandipa
Ndawona yakawanda, kupfuura zvakaramba
Ndaverenga zvangu zvakaita
Ndawona zvakawanda, kupfuura zvakaramba
verse
Ndakazviona kuti hamundisiye ndoga ini
Mwari wangu, mune hurongwa neni hwakandinakira chose
Aye ye, ndakazviona kuti hamundikanganwe kwete
Mwari wangu, ndine sungano nemi, yakandinakira chose
verse
Hupenyu hwangu mouzadza (Mwari ye) nomufaro
Munondipa mufaro (nomufaro) munondipa mufaro (nomufaro) munondipa mufaro
Hupenyu hwangu mouzadza (Mwari wedenga) nomufaro
Munondipa mufaro (nomufaro) munondipa mufaro (nomufaro) munondipa mufaro
verse
(Ndaremerwa, munotura mutoro) Mwari wangu, munotura mutoro
Munotura mutoro, munotura mutoro, munotura mutoro
(Ndaremerwa, munotura mutoro) Ishe wangu, munotura mutoro
Hamudi ndisuwe (mutoro) hamudi ndicheme
verse
(Nenyasha dzenyu Mwari, zvinoita chete) Ishe wangu
Zvinoita chete, zvinoita chete, zvichaita chete
(Nenyasha dzenyu Mwari, zvinoita chete) Mwari wangu
Zvinoita chete, zvinoita chete, zvinoita chete
Oh yes, ahaa, zvinoita chete
verse
Hupenyu hwangu (hupenyu hwangu mouzadza nomufaro)
Munondipa mufaro (nomufaro) munondipa mufaro (nomufaro) munondipa mufaro
(Hupenyu hwangu mouzadza nomufaro) Mwari wedenga
Munondipa mufaro (nomufaro) munondipa mufaro (nomufaro) munondipa mufaro
verse
(Ndaremerwa, munotura mutoro) Mwari wangu, munotura mutoro
Munotura mutoro, munotura mutoro, munotura mutoro
(Ndaremerwa, munotura mutoro) Ishe wangu, munotura mutoro
Hamudi ndisuwe (mutoro) hamudi ndicheme
verse
(Nenyasha dzenyu Mwari, zvinoita chete) Ishe wangu
Zvinoita chete, zvinoita chete, zvichaita chete
(Nenyasha dzenyu Mwari, zvinoita chete) Mwari wangu
Zvinoita chete, zvinoita chete, zvinoita chete
Oh yes, I will never give up
verse
Ooo Jehovah (Jehovah) makanaka, makanaka, makanaka
(Mwari makanaka) makanaka, makanaka, makanaka
(Jehovah) Jeso, makanaka, makanaka, makanaka

(Jehovah) Jeso, tinotenda, tinotenda, tinotenda
(Mwari makanaka) tinotenda, tinotenda, tinotenda
(Jehovah) Jeso, makanaka, makanaka, makanaka
(Mwari makanaka) makanaka, makanaka, makanaka Jeso