Mweya wangu wonanga Gehenna
Ndinozviziva uchanditadzira
Ndiwe zvako uripa whatsapp
Mummy, mummy, ndinokuregerera
Ndakanzinzva makambondirasa, kundirasira mu bhini
Ini ndikudai mummy ishe vakandiregerera wo
Daddy daddy hatisati tambosangana ka
Asi ndinokudai daddy, uye ndinokuregererai
Ndakanzinzva makaramba numbu
Zvamuri imi vana vesangano
Ndino zviziva muchandinyeya
Ndinozviziva muchanditaura
He mufundisi varikuba Mari
Mufundisi havasisina power
Mufundisi havasisina Shoko
Mukadzi wavo hagoni kupfeka
Mweya wangu wonanga Gehenna
Nhai Mwari we, nhai Mwari we
Dzidzisai Moyo kuregerera
Moyo ngaudzidze kuregerera
Ndikanyepa zve mukati 5th chance
Mukati thousand, million, billion, trillion, zillion chance.
Uzokuthethelela, uzokuthethla